Lyrics of Mukwasha
Innotynesh
Ndakasvika ndikati gogoi ndini mukwasha wenyu vhovhoi ndinotsvaga mwana wenyu joy ndikamusha hokokoi x2 joy anondida cause ndiridolla gheta kana phase yese inondiketa hapana mu anondi anderator shuwa wakada ndovapeta
Lyrics of the track mukwasha by innotynesh.




